Nokuti tiri varanda; kunyange zvakadaro Mwari haana kutirasha pauranda hwedu, asi akatinzwisa tsitsi pamberi pamadzimambo ePerisia, akatiponesazve, kuti timutsezve imba yaMwari wedu, nokugadzira matongo ayo, nokutipa rusvingo paJudha napaJerusaremu.
Verenga chikamu Ezira 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ezira 9:9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo