Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ezekieri 38:16

Ezekieri 38:16 SNA2002

uchauya kuzorwa navanhu vangu vaIsiraeri, wakaita segore rinofukidza nyika; zvino namazuva okupedzisira ndichakuuyisa kuti urwe nenyika yangu kuti marudzi andizive, kana ndaitwa mutsvene pakati pako, iwe Gogi, ivo vachizviona.

Verenga chikamu Ezekieri 38