Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ekisodho 3:10-11

Ekisodho 3:10-11 SNA2002

Naizvozvo zvino uya ndikutume kuna Farao, kuti undobudisa vanhu vangu, vana vaIsiraeri muIjipiti.” Zvino Mosesi akati kuna Mwari, “Ini ndini aniko, kuti ndiende kuna Farao, ndibudise vana vaIsiraeri muIjipiti here?”

Verenga chikamu Ekisodho 3

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neEkisodho 3:10-11