Imi vakadzi, muzviise pasi pavarume venyu chaivo, sezvamunoita kuna Ishe. Nokuti murume musoro womukadzi, saKristuwo musoro wesangano; iye amene ndiye muponesi womuviri. Asi sangano sezvariri pasi paKristu, vakadzi ngavadaro pazvinhu zvose kuvarume vavo.
Verenga chikamu VaEfeso 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: VaEfeso 5:22-24
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo