Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 5:21-23

VaEfeso 5:21-23 SNA2002

muchizviisa mumwe pasi pomumwe, muchitya Kristu. Imi vakadzi, muzviise pasi pavarume venyu chaivo, sezvamunoita kuna Ishe. Nokuti murume musoro womukadzi, saKristuwo musoro wesangano; iye amene ndiye muponesi womuviri.

Verenga chikamu VaEfeso 5