Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 1:18-20

VaEfeso 1:18-20 SNA2002

mavhenekerwa meso omwoyo wenyu, kuti muzive kuti kudana kwake kune tariro yei, nepfuma yokubwinya kwenhaka yake pakati pavatsvene, noukuru hwakapfuurisa hwesimba rake kwatiri isu tinotenda, nokubata kwesimba rake guru, raakabata muna Kristu, achimumutsa kuvakafa, nokumugarisa kurudyi rwake kudenga

Verenga chikamu VaEfeso 1