Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhuteronomi 6:4-7

Dhuteronomi 6:4-7 SNA2002

“Chinzwa Isiraeri, Jehovha Mwari wedu ndiJehovha mumwe chete. Ude Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose, nomweya wako wose, nesimba rako rose. Zvino mashoko awa andinokuraira nhasi, anofanira kuva mumwoyo mako; unofanira kushingaira kuadzidzisa vana vako, nokuataura kana ugere mumba mako, kana uchifamba munzira, kana uchivata pasi, kana uchimuka.