Zvino Petirosi navapostori vakapindura, vakati, “Tinofanira kuteerera Mwari kupfuura vanhu. Mwari wamadzibaba edu akamutsa Jesu, iye wamakauraya muchimuturika pamuti. Mwari akamusimudza iye noruoko rwake rworudyi, ave Mutungamiri noMusununguri, kuti ape vaIsiraeri kutendeuka nekanganwiro yezvivi. Isu tiri zvapupu zvamashoko iwayo; naMweya Mutsvenewo, wavakapiwa naMwari ivo vanomuteerera.”
Verenga chikamu Mabasa 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mabasa 5:29-32
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo