‘Mwari anoti, namazuva okupedzisira, Ndichadurura Mweya wangu pamusoro penyama yose; Vanakomana venyu navanasikana venyu vachaporofita; Majaya enyu achaona zviratidzo, Navatana venyu vacharota hope. Napamusoro pavaranda vangu napamusoro pavashandiri vangu, Ndichadurura Mweya wangu namazuva iwayo; vachaporofita. Ndichaita zvinoshamisa kudenga kumusoro, Nezviratidzo pasi pano; Ropa, nomoto, nemhute yohutsi. Zuva richashandurwa rima, Nomwedzi uchashandurwa ropa. Zuva guru raIshe rinobwinya risati rasvika.’ “Zvino kuchaitika kuti ani naani anodana zita raIshe achaponeswa.
Verenga chikamu Mabasa 2
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mabasa 2:17-21
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo