Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

2 VaKorinde 2:10-11

2 VaKorinde 2:10-11 SNA2002

Zvino iye wamunoregerera, neni ndinomuregererawo; nokuti izvo zvandakaregererwa ini, kana ndinenge ndakaregererwa chinhu, ndakazviita nokuda kwenyu pamberi paKristu; kuti tirege kunyengerwa naSatani; nokuti mano ake tinoaziva.