Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Samueri 1:10-11

1 Samueri 1:10-11 SNA2002

Zvino Hana wakanga ane shungu kwazvo, akanyengetera kuna Jehovha, akachema kwazvo. Akapika mhiko, akati, “Jehovha wehondo, kana mukava nehanya kwazvo nokutambudzika kwomurandakadzi wenyu, mukandirangarira, mukasakanganwa murandakadzi wenyu, asi mukapa murandakadzi wenyu mwana womukomana, ipapo ndichamupa Jehovha mazuva ose oupenyu hwake, musoro wake haungaveurwi nechisvo.”

Verenga chikamu 1 Samueri 1

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne1 Samueri 1:10-11