Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 15:3-5

1 VaKorinde 15:3-5 SNA2002

Nokuti pakutanga ndakakupai izvo zvandakagamuchirawo, kuti Kristu akafira zvivi zvedu, sezvakanyorwa muMagwaro; uye kuti akavigwa, akamutswa nezuva retatu, sezvakanyorwa muMagwaro; akazviratidza kuna Kefasi, ipapo kuna gane gumi navaviri