Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 15:21-23

1 VaKorinde 15:21-23 SNA2002

Nokuti rufu zvarwakauya nomunhu, kumuka kwavakafa kwakauya nomunhuwo. Nokuti vose sezvavanofa muna Adhamu, saizvozvowo vose vachararamiswa muna Kristu. Asi mumwe nomumwe padzoro rake: wokutanga ndiye Kristu chibereko chokutanga; tevere, avo vari vaKristu pakuuya kwake.