Asi ʋunyoro bgaMŋari, Muponesi weɗu, noruɗo rwake kuʋanhu, ɀakati ɀaʋonekwa, wakatiponesa, asiŋgaɀiiti nokuɗa kwamaɓasa akarurama, atakaŋga taita isu, asi nokuɗa kwenyasha dzake, nenzira yokushambidzwa kwokuɓerekwa kutȿa, nokuʋandudzwa noMŋeya Mutȿene, waakaɗurura aciwanza pamsoro peɗu, naJesu Kristu Muponesi weɗu, kuti isu, taruramiswa nenyasha dzake, tiitwe ʋadyi ʋenhaka nokuɗa kwetariro yoʋupenyu bgusiŋgaperi.
Verenga chikamu Tito 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Tito 3:4-7
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo