Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Rwiyo Rukuru 4:1

Rwiyo Rukuru 4:1 SUB1949

Tarira, wakanaka sei, shamŋari yaŋgu; tarira, wakanaka sei! Meso ako akafanana neenjiʋa pakutarira kwawo pakati pecifukidzo cako; Vudzi rako rakafanana neɓoka rembudzi, Dzinoɓurukira mujiŋga megomo reGireadi.