Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaRoma 8:12-14

ƲaRoma 8:12-14 SUB1949

Naiɀoɀo, hama dzangu, hatineŋgaʋa nenyama, kuti tirarame netsika dzenyama. Nokuti kana mucifamba netsika dzenyama, mucafa; asi kana muciʋuraya maɓasa omuʋiri noMŋeya, mucararama; nokuti ʋose ʋanotuŋgamirirwa noMŋeya waMŋari, ndiʋo ʋana ʋaMŋari.

Verenga chikamu ƲaRoma 8