Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaRoma 7:1-3

ƲaRoma 7:1-3 SUB1949

Hamuziʋi here, hama dzaŋgu, (nokuti ndinotaura naʋanhu ʋanoziʋa murairo), kuti murairo unoɓata munhu ŋguʋa yose yoʋupenyu bgake? Nokuti mukadzi, unomurume, wakasuŋgwa nomurairo kumurume wake, iye aciri mupenyu; asi kana murume afa, wasunuŋgurwa pamurairo womurume. Naiɀoɀo ɀino kana akawanikwa nomumŋe murume, murume wake aciri mupenyu, ucanzi cifeʋe asi kana murume wake afa, wasunuŋguka pamurairo, ɀino haazi cifeʋe kunyaŋge akawanikwa nomumŋe murume.

Verenga chikamu ƲaRoma 7