Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaRoma 4:23-25

ƲaRoma 4:23-25 SUB1949

Ɀino haɀina‐kunyorwa nokuɗa kwake ɓedzi, kuti ɀakanzarwo kwaari; asi nokuɗa kweɗu ʋo; nesu ticanzarwo, iyesu, tinotenda kunowakamutsa Jesu, Ishe weɗu, kuʋakafa, iye wakaiswa kurufu nokuɗa kwokuɗarika kweɗu, akamutswa nokuɗa kwokururamiswa kweɗu.

Verenga chikamu ƲaRoma 4

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neƲaRoma 4:23-25