Ʋaciti, takacenjera, ʋakaʋa mapenzi; ʋakashandura kubginya kwaMŋari usiŋgafi, ʋakakuita mufananidzo wakafanana nomunhu unofa, neshiri, nemhuka dzinamakumbo manna, neɀinokambaira.
Verenga chikamu ƲaRoma 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: ƲaRoma 1:22-23
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo