Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaRoma 1:1-4

ƲaRoma 1:1-4 SUB1949

Pauro, muranda waKristu Jesu, wakaɗanwa kuti aʋe muapostora, wakatsaurirwa Evaŋgeri yaMŋari, yaakapikira kare naʋaprofita ʋake muMagwaro matȿene, ɀoMŋanakomana wake, wakabva kurudzi rwaDavidi panyama, wakaratidzwa nesimba paMŋeya woʋutȿene, kuti ndiye Mŋanakomana waMŋari, nokumuka kwake kuʋakafa; ndiye Jesu Kristu, Ishe weɗu

Verenga chikamu ƲaRoma 1