Muʋutsi makaɓuɗa mhashu dzikaʋuya panyika, dzikapiwa simba sesimba reɀinyaʋaɗa ɀenyika. Dzikaʋudzwa kuti dzirege kutadzira ʋuswa bgenyika, necinhu cinyoro, kana miti yose, asi ʋanhu ɓedzi ʋasinecisimbiso caMŋari pahuma dzaʋo.
Verenga chikamu Ɀakazarurwa 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀakazarurwa 9:3-4
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo