Ipapo ndakatarira, ndikanzwa gondo rimŋe ricibururuka pakati peɗeŋga, riciti nenzwi guru: Nhamo, nhamo, nhamo, kunaʋanogara panyika, nokuɗa kwamanzwi mamŋe ehwamanda aʋatumŋa ʋatatu ʋacazoridza.
Verenga chikamu Ɀakazarurwa 8
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀakazarurwa 8:13
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo