Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ɀakazarurwa 8:13

Ɀakazarurwa 8:13 SUB1949

Ipapo ndakatarira, ndikanzwa gondo rimŋe ricibururuka pakati peɗeŋga, riciti nenzwi guru: Nhamo, nhamo, nhamo, kunaʋanogara panyika, nokuɗa kwamanzwi mamŋe ehwamanda aʋatumŋa ʋatatu ʋacazoridza.