Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ɀakazarurwa 4:8

Ɀakazarurwa 4:8 SUB1949

Neɀisikwa ɀipenyu iɀi ɀinna ɀakaŋga ɀinamapapiro matanhatu, cimŋe necimŋe; ɀakaŋga ɀizere nameso kunhiʋi dzose nomukati; haɀizorori masikati noʋusiku, ɀiciti: Mutȿene, mutȿene, mutȿene, iye Ishe Mŋari, wamasimba ose, iye wakaŋga ari’po, uri’po, noucazoʋuya.