Guŋgwa rikaɓuɗisa ʋakafa ʋakaŋga ʋari mariri; norufu neHadesi ɀikaɓuɗisa ʋakafa ʋakaŋga ʋari maɀiri; mumŋe nomumŋe akatoŋgwa seɀaakaɓata. Ipapo rufu neHadesi ɀakakandirwa mudziʋa romŋoto. Ndirwo rufu rwecipiri, ndiro dziʋa romŋoto.
Verenga chikamu Ɀakazarurwa 20
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀakazarurwa 20:13-14
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo