Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ɀakazarurwa 14:6

Ɀakazarurwa 14:6 SUB1949

Ɀino ndakaʋona mumŋe mutumŋa acibururuka pakati peɗeŋga, aneEvaŋgeri isiŋgaperi, kuti aiparidzire ʋanogara panyika, namarudzi ose, nendudzi dzose, nendimi dzose, naʋanhu ʋose.