Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 89:9-10

Mapisarema 89:9-10 SUB1949

Ndimi munoɓata kuɀikudza kweguŋgwa; Kana mafuŋgu aro acisimuka, ndimi munoanyaradza. Makaputsanya Rahabi, somunhu wakaʋurawa; Makaparadzira ʋaʋeŋgi ʋenyu noruʋoko rwenyu runesimba.