Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 7:8-9

Mapisarema 7:8-9 SUB1949

Jehova unotoŋga ndudzi dzaʋanhu; Nditoŋgei Jehova sokururama kwaŋgu, ʋuye neɀokwaɗi iri mandiri. Haiwa, kuipa kwaʋakaipa ŋgakugume, asi simbisai wakarurama; Nokuti Mŋari, wakarurama, unoidza mŋoyo netȿo.