Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 21:8-13

Mapisarema 21:8-13 SUB1949

Ruʋoko rwenyu rucawana ʋaʋeŋgi ʋenyu ʋose; Ruʋoko rwenyu rworudyi rucawana ʋose ʋanokuʋeŋgai. Mucaʋaita seʋira romŋoto neŋguʋa yokutsamŋa kwenyu. Jehova ucaʋamedza nehasha dzake, Mŋoto ucaʋaparadza. Mucaparadza ɀiɓereko ɀaʋo panyika, Naʋana ʋaʋo pakati paʋana ʋaʋanhu. Nokuti ʋakafuŋga kukuitirai ɀakaipa; Ʋakafuŋga zano rakaipa, asi haʋagoni kuɀiita. Nokuti mucaʋafuratidza, Mucagadzira huŋgiso dzoʋuta bgenyu kuʋafura paɀiso ɀaʋo. Simukai Jehova, nesimba renyu; Naiɀoɀo ticaimba nokukudza cikuriri cenyu.