Ndicaparidza cireʋo, cinoti: Jehova wakati kwandiri: Ndiwe mŋanakomana waŋgu; Nhasi ndakakuɓereka. Kumbira kwandiri, ndikupe ndudzi iʋe nhaka yako, Nemigumo yenyika ɀiʋe ɀako.
Verenga chikamu Mapisarema 2
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 2:7-8
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo