Madzimambo apasi nendudzi dzose dzaʋanhu; Macinda naʋatoŋgi ʋose ʋapasi; Majaya nemhandara; Ʋatana naʋana; Ŋgaʋarumbidze zita raJehova; Nokuti zita rake roga rakakurumbira; Ʋumambo bgake ʋuri kumsoro kwapasi nokuɗeŋga. Wakasimudza runyaŋga rwaʋanhu ʋake, Kuti arumbidzwe naʋatȿene ʋake ʋose; Naiʋo ʋana ʋaIsraeri, iʋo ʋanhu ʋari pedyo naye. Hareruya!
Verenga chikamu Mapisarema 148
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 148:11-14
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo