Jehova wakapika kunaDavidi; Haaŋgashanduki paɀiri, aciti: Ɀiɓereko ɀomuʋiri wako ndiɀo ɀandicaisa pacigaro cako coʋushe. Kana ʋana ʋako ʋaciceŋgeta suŋgano yaŋgu Neɀipupuriro ɀaŋgu ɀandicaʋadzidzisa, Naʋana ʋaʋo ʋo ʋacagara pacigaro cako coʋushe nokusiŋgaperi.
Verenga chikamu Mapisarema 132
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 132:11-12
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo