Rwira ʋanoiswa kurufu; Noʋoʋurawa usarega kuʋadzosa. Kana ukati: Tarirai, hatina‐kuɀiziʋa; Ko iye unoidza mŋoyo, haaɀiʋoni here? Naiye unoceŋgeta mŋeya wako, haaɀiziʋi here? Ko iye haaŋgapi mumŋe nomumŋe seɀaakaɓata here?
Verenga chikamu Ɀireʋo 24
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Ɀireʋo 24:11-12
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo