Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Nehemia 1:7-9

Nehemia 1:7-9 SUB1949

Takakuitirai ɀakaipa kwaɀo, hatina‐kuceŋgeta mirairo, kana ɀakatemŋa, kana ɀakatoŋgwa, ɀamakaraira muranda wenyu Mosesi. Ƌoraŋgarirai henyu shoko ramakaraira muranda wenyu Mosesi, muciti: Kana muciɗarika, ndicakuparadzirai pakati pendudzi; asi kana mukadzokera kwandiri, mukaceŋgeta mirairo yaŋgu nokuiita, kunyaŋge ʋadziŋgwa ʋenyu ʋaȿika kumagumisiro okuɗeŋga, ndicaʋaʋuŋganidza ʋabve ipapo, ndiʋaise panɀimbo yandakatsaura kuti zita raŋgu rigare’po.

Verenga chikamu Nehemia 1