Kana ruʋoko rwako rucikugumbusa, urugure; ɀirinani kwauri kuti upinde muʋupenyu uri cirema, pakuenda muGehena, mumŋoto usiŋgadzimŋi, unamakumbo maʋiri. [ Apo pasiŋgafi honye yaʋo, napasiŋgadzimŋi mŋoto.] Kana rutsoka rwako rucikugumbusa, urugure; ɀirinani kwauri kuti upinde muʋupenyu ucikamhina, pakukandirwa muGehena, unetsoka mbiri. [ Apo pasiŋgafi honye yaʋo, napasiŋgadzimŋi mŋoto.] Kana ziso rako ricikugumbusa, urirashe; ɀirinani kwauri kuti upinde muʋushe bgokuɗeŋga uneziso rimŋe, pakukandirwa muGehena, unameso maʋiri. Apo pasiŋgafi honye yaʋo, napasiŋgadzimŋi mŋoto. Nokuti mumŋe nomumŋe ucaruŋgwa nomŋoto.
Verenga chikamu Marko 9
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Marko 9:43-49
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo