Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Marko 4:35-40

Marko 4:35-40 SUB1949

Ɀino nezuʋa iro, aʋa maɗekwana, wakati kwaʋari: Ŋgatiyambukire mhiri. Ʋakasiya ʋanhu ʋazhinji, ʋakaenda naye mugwa akaŋgoɗaro; mamŋe magwa akaŋga aiʋa naye. Ɀino ɗutu guru remhepo rakamuka, mafuŋgu emvura akaroʋa mugwa, rikaŋga roɗo‐kuzara. Asi iye wakaŋga ari mushure megwa aʋete pamutsago; ʋakamumutsa, ʋakati kwaari: Mudzidzisi, hamunehanya kunyaŋge tofa here? Akamuka, akaraira mhepo, akati kuguŋgwa: Nyarara, ugadzikane! Mhepo ikanyarara, kudzikama kukuru kukaʋa’po. Ɀino akati kwaʋari: Munotyireiko kuɗaro? Hamunokutenda here?

Verenga chikamu Marko 4

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neMarko 4:35-40