Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 7:24

Mateo 7:24 SUB1949

Naiɀoɀo mumŋe nomumŋe unonzwa mashoko aŋgu awa, akaaita, uŋgafananidzwa nomurume wakacenjera, wakaʋaka imba yake paruware.

Verenga chikamu Mateo 7