Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 5:11-12

Mateo 5:11-12 SUB1949

Makaropafadzwa imi, kana ʋacikuɀidzai, ʋacikutambudzai, ʋacikupomerai ɀakaipa ɀose nenhema, nokuɗa kwaŋgu. Farai, mufarise kwaɀo; nokuti muɓairo wenyu mukuru kuɗeŋga; nokuti ʋakatambudza saiɀoɀo ʋaprofita ʋakakutaŋgirai.

Verenga chikamu Mateo 5