Ruka 14:13-14
Ruka 14:13-14 SUB1949
Asi kana wagadzira mutambo wokudya, ukokere ʋarombo, neɀirema, naʋanokamhina, namapofu. Ipapo ucaropafadzwa, ɀaʋasinaɀaʋaŋgakuripira naɀo, nokuti ucaripirwa pakumuka kwaʋakarurama.