Jesu akati kwaari: Simuka, tora nhoʋo dzako, ufambe. Pakarepo munhu uyo akaporeswa, akatora nhoʋo dzake, akafamba. Musi uyo waiʋa wesaɓata.
Verenga chikamu Johane 5
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Johane 5:8-9
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo