Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johane 5:24-25

Johane 5:24-25 SUB1949

Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Unonzwa shoko raŋgu, nokutenda wakandituma, unoʋupenyu bgusiŋgaperi; haaʋuyi mukutoŋgwa, asi wabva murufu, waenda muʋupenyu. Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Ŋguʋa inoʋuya, naɀino yatoʋa’po, nayo ʋakafa ʋacanzwa inzwi roMŋanakomana waMŋari; ʋanonzwa ʋacararama.

Verenga chikamu Johane 5

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohane 5:24-25