Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johane 3:6-8

Johane 3:6-8 SUB1949

Cakaɓerekwa nenyama inyama, cakaɓerekwa noMŋeya, mŋeya. Usashamiswa, nokuti ndakati kwauri: Munofanira kuɓerekwa kutȿa. Mhepo inovuvuta painoɗa napo, unonzwa inzwi rayo, asi hauziʋi painobva napainoenda; mumŋe nomumŋe wakaɓerekwa noMŋeya wakaɗaro.

Verenga chikamu Johane 3

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohane 3:6-8