Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johane 11:23-26

Johane 11:23-26 SUB1949

Jesu akati kwaari: Hanɀadzi yako icamuka ɀe. Marta akati kwaari: Ndinoziʋa kuti ucamuka ɀe pakumuka nezuʋa rokupedzisira. Jesu akati kwaari: Ndini kumuka noʋupenyu; unotenda kwandiri, kunyaŋge akafa, ucararama. Mumŋe nomumŋe uri mupenyu, unotenda kwandiri, haaŋgatoŋgofi. Unotenda iɀoɀo here?

Verenga chikamu Johane 11

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohane 11:23-26