Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johane 1:13-14

Johane 1:13-14 SUB1949

aʋo ʋasina‐kuɓerekwa neropa, kana nokuɗa kwenyama, kana nokuɗa kwomurume, asi naMŋari. Shoko rakazoʋa nyama, rikagara pakati peɗu, (tikaʋona kubginya kwake, kubginya sokwowakaɓerekwa mumŋe cete waƂaɓa), azere nenyasha neɀokwaɗi.

Verenga chikamu Johane 1