Ndico cireʋo cakatemerwa nyika yose; ndirwo ruʋoko rwakatambanudzwa pamsoro pamarudzi ose. Nokuti Jehova wehondo wakatema cireʋo, ndiani uŋgapindura ɀe? Ruʋoko rwake rwakatambanudzwa, ndiani uŋgarudzosa.
Verenga chikamu Isaya 14
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Isaya 14:26-27
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo