Ɀino Jehova akati kwandiri: Cienda ɀe, undoɗa mukadzi unoɗikanwa nomurume wake, asiciri cifeʋe, seɀinoɗa Jehova ʋana ʋaIsraeri, kunyaŋge ʋacitsaukira kunaʋamŋe ʋamŋari, ʋaciɗa mapundu amazambiriŋga.
Verenga chikamu Hosea 3
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Hosea 3:1
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo