Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

ƲaHeberu 4:12

ƲaHeberu 4:12 SUB1949

Nokuti shoko raMŋari iɓenyu, rinesimba, rinopinza kukunda munondo unoceka kumatiʋi maʋiri, rinoɓaya kuȿikira panoparadzana mŋoyo nomŋeya, namafundo nomŋoŋgo; rinotoŋga mifuŋgo nendaŋgariro dzomŋoyo.

Verenga chikamu ƲaHeberu 4

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neƲaHeberu 4:12