Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesi 31:6-7

Genesi 31:6-7 SUB1949

Munoziʋa kuti ndakaɓatira ɓaɓa ʋenyu nesimba raŋgu rose. Ƃaɓa ʋenyu ʋakandinyeŋgedzera, ʋakashandura muɓairo waŋgu kagumi; asi Mŋari haana‐kutendera kuti ʋandiitire ɀakaipa.

Verenga chikamu Genesi 31