Mŋari akati kwaari pakurota: Hoŋo, ndinoziʋa kuti wakaita cinhu ici nomŋoyo wakarurama, ndikakudziʋisa ʋo kuti urege kunditadzira; naiɀoɀo handina‐kukutendera kumuɓata. Saka ɀino dzosa mukadzi womurume uyu, nokuti muprofita; iye ucakunyeŋgeterera, kuti urarame; kana ukasamudzosa, uziʋe kuti ucafa ɀirokwaɀo, iwe naʋose ʋari ʋako.
Verenga chikamu Genesi 20
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Genesi 20:6-7
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo