Abrama wakati aȿika makore anamakumi mapfumbamŋe namapfumbamŋe, Jehova akaɀiratidza kunaAbrama, akati kwaari: Ndini Mŋari wamasimba ose; famba pamberi paŋgu, uʋe wakarurama. Ndicaita suŋgano yaŋgu pakati paŋgu newe, ndicakuwanza kwaɀo. Ipapo Abrama akawira pasi neciso cake, Mŋari akataura naye, akati
Verenga chikamu Genesi 17
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Genesi 17:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo